Duramazwi
Zvinoreva
Kunyevenuka kugadzikana kwepfungwa, mushure mekunzwa mazwi kana mashoko akanaka pamusoro pezvanga zvichikunetsa.
1

Kunyevenuka kuregedzeka kwevhu ranga rakaita mavhinga nokuda kwezvakaita sekunyoroveswa nemvura.

2

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyevenutsa
Kukonzera kutadza munyaya.
VerengaSwipe for the next word