Duramazwi
Zvinoreva
Kuti nyeve kuudza munhu mashoko angangomubatsira pane zvimwe zvinhu.
1
Kuti nyeve kuudza munhu mashoko angangomubatsira pane zvimwe zvinhu.
Kuti nyeve kuudza munhu mashoko angangomubatsira pane zvimwe zvinhu.
Pakazouya hondo kwaingoita nyevenyeve yokuti vakomana vaonekwa kwakati nokwakati.
Runyevenyeve mashoko anenge ari kutaurwa navanhu achiri makuhwa, chokwadi chaicho chisati chazikanwa.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyevenu
Kuti nyevenu kusununguka kana kufara mushure mokenge wanzwa kana kuona kuti zvakashata zvawanga uchifungudzira hazvina kuitika.
VerengaSwipe for the next word