KwaunobvaDuramazwiNnyeura

Duramazwi

nyeura

-benhura

Zvinoreva

Kana munhu akanyeura chinhu anenge adimbura chidimbu chidiki kubva pachiri achishandisa mazino ake.

1

Kana munhu akanyeura chinhu anenge adimbura chidimbu chidiki kubva pachiri achishandisa mazino ake.

Nyenyeura sadza rezvimbwanana.

Kunyenyeura kuguragura chinhu kuita zvidimbu zvidiki zvidiki.

Kana munhu akanyeura chinhu anenge adimbura chidimbu chidiki kubva pachiri achishandisa mazino ake.

Zvakafanana

-benhura

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyeurira

Kunyeurira munhu kumuudza zvinhu zvaunoziva kuti zvingamubatsire panyaya dzakasiyana.

Verenga

Swipe for the next word