Duramazwi
Zvinoreva
Kukonzera kutadza munyaya.
1
Kukonzera kutadza munyaya.
Kufarira kuti akagona kunyevenutsa mwana wavaridzi.
Kunyevenutsa ganda remhuka kuitira kuti rive pfava kuitira mbatya kana mabhegi.
Munyaradzi munhu anobatsira nekunyevenutsa mwoyo wemunhu ane matambudziko.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyevenyeve
Nyevenyeve inyaya inenge ichingofamba muvanhu inenge isingazikanwi kuti ingava yechokwadi here kana kuti kwete.
VerengaSwipe for the next word