Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nyevenyeve inyaya inenge ichingofamba muvanhu inenge isingazikanwi kuti ingava yechokwadi here kana kuti kwete.
1

Pakazouya hondo kwaingoita nyevenyeve yokuti vakomana vaonekwa kwakati nokwakati.
Nyevenyeve inyaya inenge ichingofamba muvanhu inenge isingazikanwi kuti ingava yechokwadi here kana kuti kwete.
Zvakafanana
manzwiranyaya · hwenye · runyevenyeve
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyevera
Kunyevera kuudza mumwe pamusoro pezvichaitika kuti agozvichenjerera.
VerengaSwipe for the next word