KwaunobvaDuramazwiRrunyerekupe

Duramazwi · zita

runyerekupe

rumor

Zvinoreva

Runyerekupe mashoko anongotaurwa asi pasina chokwadi chati chabuda. Pane runyerekupe rwekuti Kudzai ndiye akaba hembe dzavo.

1

Vanhu vakanze vangozengezana pamusoro perunyerekupe rwokuti mudzidzisi uyu aidanana nemwana wechikoro.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

runyevenyeve

Runyevenyeve mashoko anenge ari kutaurwa navanhu achiri makuhwa, chokwadi chaicho chisati chazikanwa.

Verenga

Swipe for the next word