KwaunobvaDuramazwiMmarehwarehwa

Duramazwi · zita

marehwarehwa

Zvinoreva

Aya mashoko kana nyaya dzinenge dzichitaurwa nezvezvinhu izvo vanhu vanenge vasati vava nechokwadi chizere.

1

Aya mashoko kana nyaya dzinenge dzichitaurwa nezvezvinhu izvo vanhu vanenge vasati vava nechokwadi chizere.

Pakazouya hondo marehwarehwa akanga anguri abvira kutaura

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mareke

Kana munhu achinzi ndimareke anenge achitaurisa, asinganyarari kana kupa vaari kutaura navo mukana wokutaurawo zvavanofunga.

Verenga

Swipe for the next word