KwaunobvaDuramazwiMmarengenya

Duramazwi · zita

marengenya

Zvinoreva

Marengenya ihembe dzinenge dzakabvarukabvaruka.

1

Marengenya ihembe dzinenge dzakabvarukabvaruka.

Imba iyi yapinda nhamo, vana kufamba vakapfeka marengenya kudai.

Ane marengenya haacharike moto.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

marero

Marero chipo chinopihwa munhu anenge arera mwana wemumwe kwemakore.

Verenga

Swipe for the next word