KwaunobvaDuramazwiDdhumbu

Duramazwi · zita

dhumbu

Zvinoreva

Dhumbu inhembe yaipfekwa navarume, yaigadzirwa nematehwe akavedzengwa semidzonga.

1

Kana munhu achinzi akapfeka madhumbu anenge aine hembe dzakabvaruka-bvaruka.

Chigure mutambo unotambwa navanhu vekuMalawi kana vokuZambia, kunyanya wavanotamba vakapfeka madhumbu uye vakazvivhara kumeso.

2

Kana munhu achinzi akapfeka madhumbu anenge aine hembe dzakabvaruka-bvaruka.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhumbudya

Dhumbudya rudzi rwemhashu ine ruvara rwamashizha, ine katumbu kakakora namafuta.

Verenga

Swipe for the next word