KwaunobvaDuramazwiDdhumanisa

Duramazwi

dhumanisa

Zvinoreva

Kudhumanisa vanhu misoro kuita zvinhu zvinovasiya vavhiringika.

1

Kudhumanisa vanhu misoro kuita zvinhu zvinovasiya vavhiringika.

Uyu nenharo dzake akadhumanisa vadare vese vakasara voda kurovana.

Kudhumanisa vanhu misoro kuita zvinhu zvinovasiya vavhiringika.

2

Kana musikana kana mukomana adhumanisa vadiwa vake vanenge vaerekana vasangana vachibva vaziva tsika dzake, zvinove zvinogona kuzomutsa bongozozo.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhumbe

Dhumbe chirimwa chakaita chimbambaira, chinorimwa mumatoro, uye chine mukati mune ruvara rwakaita rupfumbu.

Verenga

Swipe for the next word