KwaunobvaDuramazwiDdhuma dhuma

Duramazwi

dhuma dhuma

guma guma

Zvinoreva

Kana ukati dhuma dhuma nemunhu unenge wasangana naye usingafungiri.

Kuita dhuma dhuma kufambidzana nemunhu nenzira isina chimiro.

1

Pandaitiza mapurisa emumugwagwa, ndakabva ndangoti dhuma dhuma navo mukamugwagwa kekuchekedzera.

Haikona kuti dhuma dhuma nevaroyi, unopedzisira woroyawo.

2

Zvakafanana

guma guma

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhumanisa

Kudhumanisa vanhu misoro kuita zvinhu zvinovasiya vavhiringika.

Verenga

Swipe for the next word