KwaunobvaDuramazwiDdhumbe

Duramazwi · zita

dhumbe

muchape

Zvinoreva

Dhumbe chirimwa chakaita chimbambaira, chinorimwa mumatoro, uye chine mukati mune ruvara rwakaita rupfumbu.

1

Kwenyu kuno kunoita madhumbe nokuti kune mapani akawanda asingapwi mvura.

Dhumbe chirimwa chakaita chimbambaira, chinorimwa mumatoro, uye chine mukati mune ruvara rwakaita rupfumbu.

Zvakafanana

muchape

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhumbu

Dhumbu inhembe yaipfekwa navarume, yaigadzirwa nematehwe akavedzengwa semidzonga.

Verenga

Swipe for the next word