Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ndimareke anenge achitaurisa, asinganyarari kana kupa vaari kutaura navo mukana wokutaurawo zvavanofunga.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03marembwa
Marembwa kuneta kunoita munhu mushure mokutamba kana kuita basa zvakanyanya.
VerengaSwipe for the next word