Duramazwi01 / 03marehwarehwaAya mashoko kana nyaya dzinenge dzichitaurwa nezvezvinhu izvo vanhu vanenge vasati vava nechokwadi chizere.Verenga→
Duramazwi02 / 03marekeKana munhu achinzi ndimareke anenge achitaurisa, asinganyarari kana kupa vaari kutaura navo mukana wokutaurawo zvavanofunga.Verenga→
Duramazwi03 / 03marembwaMarembwa kuneta kunoita munhu mushure mokutamba kana kuita basa zvakanyanya.Verenga→