KwaunobvaDuramazwiMmare

Duramazwi · zita

mare

marere

Zvinoreva

Mare chinhu chinoitwa zvakanaka kana zvakashata zvakapfuurikidza.

Zviitwa zvepamusoro pano (extraordinary feats).

1

Mukomana uya akashura mare paakatuka amai vake.

Inga vakadzi imi muna mare chaizvo.

Musi wemakwikwi enhabvu, takaonerera chikwata chedu chichishura mare.

2

Zvakafanana

marere

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word