Duramazwi · zita
Zvinoreva
Manzwira kunzwa nyaya iri kutaurwawo nevamwe vanhu, iwe usina chokwadi nezvawanzwa.
1

Kana munhu achiita manzwira ane-nge achinzwa kunge pane munhu ari kutaura naye kana kudeedzera, ipo pasina.
2

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03manzwiro
emotion
VerengaSwipe for the next word