Duramazwi01 / 03maoko egudoKana mukaita maoko egudo munenge maita zvokutsinhana muchitotambidza zvinhu zvamuri kupana zvacho.Verenga→
Duramazwi02 / 03maomberaMaombera rudzi rwemago matsvuku kana matema makuru, anoruma zvinorwadza chaizvo uye anowanzovaka nhundu dzawo mumwena.Verenga→
Duramazwi03 / 03maomiMaomi kakucheneruka kwekunze kanotosvora maziso zvekuti munhu anotadza kuona zviri kure.Verenga→