KwaunobvaDuramazwiMmaodzanyemba

Duramazwi · zita

maodzanyemba

southern · north

Zvinoreva

Iri idivi rekurdyi kwemunhu kana akatarisa kumabvazuva.

1

Iri idivi rekurdyi kwemunhu kana akatarisa kumabvazuva.

Mbambara imhepo inovhuvhuta ichibva kumaodzanyemba ichienda kuchamhembe.

Mhembere imhepo inobva kuchamhembe ichienda kumaodzanyemba.

ChiDuma chikamu chebazi romutauro unotaurwa nevanhu vakawandira kumatunhu ari kumaodzanyemba kweZimbabwe.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word