Duramazwi · zita
Zvinoreva
Maombera rudzi rwemago matsvuku kana matema makuru, anoruma zvinorwadza chaizvo uye anowanzovaka nhundu dzawo mumwena.
1

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03maomi
Maomi kakucheneruka kwekunze kanotosvora maziso zvekuti munhu anotadza kuona zviri kure.
VerengaSwipe for the next word