KwaunobvaDuramazwiRrunyaya

Duramazwi · zita

runyaya

Zvinoreva

Kana kukanzi kwakanzikwa runyaya kunenge kwabuda mashoko ezvinhu zvinenge zvichinzi zvakaitika, asi zvisati zvanyatsobuda pachena.

1

Kana kukanzi kwakanzikwa runyaya kunenge kwabuda mashoko ezvinhu zvinenge zvichinzi zvakaitika, asi zvisati zvanyatsobuda pachena.

Chaunosungirwa kuita kuruka runyaya runoenderana netsananguro yezvinoreva tsumo yawapiwa.

Hurukuro mutambo unofanira kuburitsa unyanzvi hwemudzidzi pakuruka runyaya uye kutsigira pfungwa dzake.

Muzvidzidzo zvouvaranomwe, runyaya ndiwo musimboti worungano rwose, unoti zvose zvinenge zvichiitika zvinenge zvakananga kwauri.

2

Muzvidzidzo zvouvaranomwe, runyaya ndiwo musimboti worungano rwose, unoti zvose zvinenge zvichiitika zvinenge zvakananga kwauri.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

runye

Runye zvirimwa kana miti yakamera iri pedo napedo zvakanyanya.

Verenga

Swipe for the next word