KwaunobvaDuramazwiSsungwa

Duramazwi

sungwa

-turikwa

Zvinoreva

Kana munhu achinzi akasungwa anenge ashandisirwa mishonga kuti askwanisa kuzvara.

1

Kana munhu achinzi akasungwa anenge ashandisirwa mishonga kuti askwanisa kuzvara.

Vanhu vakuru ndivo vakatozobata amai ava vaona kuti dai vakadarikidzira apa vaizosungwa mwana uyu afa.

Matondidambudzira hangu kakari kemusungwa katanga tichinwa nasahwira uku.

Vakomana kana varume vasina hunhu vanosanganawo nedambudziko rekusungwa namapurisa vachitogona kutongerwa kugara mutorongo.

Zvakafanana

-turikwa

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sunha

Kana mugwagwa wakasunha unenge usina kufaranuka.

Verenga

Swipe for the next word