Duramazwi · chiito
sunga
fasten · hitch · imprison · prosecute · arrest; tie; bind · bind
Duramazwi · chiito
fasten · hitch · imprison · prosecute · arrest; tie; bind · bind
Kutsunya.
Kubatanidza zvinhu netambo.
Kutsunya.
Akangoshinyira achienda nokuti ainge atozviudza kuti aifanha kusunga dzisimbe kusvikira aita zvaaida kuita.
Vanogonawo kunge vakasunga dhuku nezambiya kana vari ambuya.
Mutemo waisunga VaChihera naVaChekero waiwanikwa pai?
Kubatanidza zvinhu netambo.
Akangoshinyira achienda nokuti ainge atozviudza kuti aifanha kusunga dzisimbe kusvikira aita zvaaida kuita.
Vanogonawo kunge vakasunga dhuku nezambiya kana vari ambuya.
Kusunga kubata zvinhu pamwe chete, netambo kana shinda kana gavi.
Mukadzi akaunganidza huni dzake ndokudzisunga namakavi.
Kusunga dhuku kana zambiya kurimone-
-sungata · -pfunga
Duramazwi
01 / 03sunganidza
Kusunganidza kuisa pamwe chete zvinhu zvanga zvakaparadzana. Nguva zhinji kana vanhu vakatenga mombe vanoisunganidza neyagara iripo kuti isazotiza kana kurasika.
VerengaSwipe for the next word