Duramazwi
-sukumidza-sundikidza
Zvinoreva
Kusundidzira kuita kuti chimwe chinhu chibve pachanga chiri chichienda pamwe, uchichisairira kure nesimba rako.
1
Kusundidzira kuita kuti chimwe chinhu chibve pachanga chiri chichienda pamwe, uchichisairira kure nesimba rako.
Munoti hatizive here kuti vamwe vanogara vakavhura maziso nekuteya nzeve kuti vanzwe kuti kwakabudirira ndekupi vosundidzira vana vavo?
Kubhamura munhu kumusundidzira nemuviri wako nechisimba asi zvichiitika setsaona.
Simbi yakapetwa inokwanisa kudzokera payaimbove kana ukaisundidzira (spring).
Zvakafanana
-sukumidza · -sundikidza
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sundidzirana
Kana vanhu vachisundidzirana, vanenge vachirwidzana kuenda kana kupinda pamwe panhu.
VerengaSwipe for the next word