KwaunobvaDuramazwiSsunde

Duramazwi

sunde

Zvinoreva

Kuti sunde kungoregera chinhu chawanga wakabata kana kuchengeta.

1

Kuti sunde kungoregera chinhu chawanga wakabata kana kuchengeta.

Mwana akangonzi kuchikoro sunde, asina kumbodya chinhu.

Kuti sunde kungoregera chinhu chawanga wakabata kana kuchengeta.

2

Kuti munhu sunde kungoshaya hanya naye usingamubatsiri kana kumudzivirira kubva kune zvingangomukanganisa.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sundidzira

Kusundidzira kuita kuti chimwe chinhu chibve pachanga chiri chichienda pamwe, uchichisairira kure nesimba rako.

Verenga

Swipe for the next word