Duramazwi
-sairirana
Zvinoreva
Kana vanhu vachisundidzirana, vanenge vachirwidzana kuenda kana kupinda pamwe panhu.
1
Kana vanhu vachisundidzirana, vanenge vachirwidzana kuenda kana kupinda pamwe panhu.
Apo iye zvino Tadiwa naBatakue vainge vosundidzirana nyoka mhenyu, handiti kangoma kanorira kachiti kwangu kwangu.
2
Kana vanhu vachisundidzirana, vanenge vachishandisa simba ravo rese kusairira mumwe kure.
Havana kurwa zvekurovana, asi kuti vaingosundidzirana murwizi vachiita kunge vachanyudzana.
Zvakafanana
-sairirana
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sundira
Kusundira munhu pachinhu kumusairira achienda ikoko.
VerengaSwipe for the next word