KwaunobvaDuramazwiSsunganidza

Duramazwi

sunganidza

Zvinoreva

Kusunganidza kuisa pamwe chete zvinhu zvanga zvakaparadzana. Nguva zhinji kana vanhu vakatenga mombe vanoisunganidza neyagara iripo kuti isazotiza kana kurasika.

1

Kusunganidza kuisa pamwe chete zvinhu zvanga zvakaparadzana. Nguva zhinji kana vanhu vakatenga mombe vanoisunganidza neyagara iripo kuti isazotiza kana kurasika.

Nokudaro chiitiko cherufu chaisunganidza ukama hwemhuri imwe.

Kana zvadai tingasunganidza mapango, topfungaidza chiutsi.

Ngatifonerane tichibvunzana upenyu nguva nenguva nekuti zvinoramba zvakatisunganidza pamwe chete sehama.

2

Kusunganidza murume nomukadzi kuvaroodza musvondo.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sunganidzo

Sunganidzo chinhu chinobatanidza zvinhu zviviri.

Verenga

Swipe for the next word