Duramazwi
Duramazwi
Kusundidzirana.
Kusundidzirana.
Zvititi kutamba kune nge kuchiita vanhu vachisairirana nokupunzirana pasi. Vakomana vechidiki ndivo vanonyanyofarira kuita zvititi.
Duramazwi
01 / 03saisai
Kuyerera kwemvura pagungwa ichienda nekudzoka.
VerengaSwipe for the next word