Duramazwi
Zvinoreva
Kusundira chinhu mberi nenzira yekuchiita nemasimba.
1
Kusundira chinhu mberi nenzira yekuchiita nemasimba.
Kuti bumau kusairira musoro wemunhu neruoko nechinangwa chokuda kumudenha.
Kubumaura kusairira munhu musoro nechigunwe uchida kuti ashatirwe mugorwa.
Kuti suku kusairira chimwe chinhu kwakadaro uko, usina hanya nazvo kana kuti nekutsamwa.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sairirana
Kusundidzirana.
VerengaSwipe for the next word