Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuyerera kwemvura pagungwa ichienda nekudzoka.
1
Kuyerera kwemvura pagungwa ichienda nekudzoka.
Zvakakosha kuti uziva kuti nharembozha inoshanda nemasaisai kuti ikwanise kutumira nokugamuchira mashoko.
Vanhu vaviri anotumira neanotumirwa mashoko vanofanira kunge vari pane masaisai aya kuti vakwanise kutauririrana.
Mazwi avo anotapira samare uye anenge akapfavirira muchisekedzani kuitira kuti masaisai orudo afambe zvakanaka mukati memuviri yavo vose.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03saizi
size
VerengaSwipe for the next word