Duramazwi · zita
sajeni
Sergeant
Duramazwi · zita
Sergeant
Mune zvechipurisa, sajeni munhu ane nyembe yechipiri kubva pane yepasi.

Paakati achinoti chakati, sajeni vakabva vamuchingura nemubvunzo.
Mune zvechipurisa, sajeni meja munhu ane nyembe yechitatu kubva pane yepasi.
Mune zvechipurisa, sajeni munhu ane nyembe yechipiri kubva pane yepasi.
Sajeni munhu anotumwa nasabhuku kuzivisa vanhu vomuraini kana kuine dare, kana zvimwewo zviziviso.
Duramazwi
01 / 03sajeni meja
Mune zvechipurisa, sajeni meja munhu ane nyembe yechitatu kubva pane yepasi.
VerengaSwipe for the next word