Duramazwi · zita
Zvinoreva
Saira mucheka wepurasitiki mukobvu usingapindi mvura kana mwando.
1
Saira mucheka wepurasitiki mukobvu usingapindi mvura kana mwando.
Vanhu vokuGMB vanofukidza chibage chavo nemasaira kuti chisapinda mvura kana mwando.
Saira mucheka wepurasitiki mukobvu usingapindi mvura kana mwando.
Gundamusaira rakabaisa vakawanda.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03saireji
Saireji kudya kunopiwa zvipfuwo, kunogadzirwa ne-majanga echibage chisati chaibva.
VerengaSwipe for the next word