KwaunobvaDuramazwiTtende

Zvinoreva

Tende mucheka wakasimba wakakora usingapindi mvura kana mwando.

Kuti tende kugara pasi, usina zvauri kuita.

1

Vakangosvikoti tende kugara mumunda mavo vakati ziro kunyarara.

Tende imba yakagadzirwa nemucheka wesaira inogarwa kwenguva diki.

Tende mucheka wakasimba wakakora usingapindi mvura kana mwando.

2

3

Kuti tende kugara pasi, usina zvauri kuita.

Tende imba yakagadzirwa nemucheka wesaira inogarwa kwenguva diki.

Tende mucheka wakasimba wakakora usingapindi mvura kana mwando.

Kuti go tende kugara kwekunyatsodekara chaiko.

Zvakafanana

saira

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tendedzera

Kutendedzera kubvumirana nezvose zvose usingarevesi.

Verenga

Swipe for the next word