Duramazwi · chiito
tenda
believe · thank · thankful · be grateful; believe · grateful
Duramazwi · chiito
believe · thank · thankful · be grateful; believe · grateful
Kutenda kutaura mashoko okuyemura nokufara mushure mokunge waitirwa zvinhu zvakanaka.
Kutenda kutaura mashoko okuyemura nokufara mushure mokunge waitirwa zvinhu zvakanaka.
Tenda muchero wadya zvinotenza mwoyo.
Tenda muchero wadya zvinogadza mwoyo.
Tenda nyakusvitsa mupi haalpotsera.
Kutenda kubvuma chimwe chinhu chawanga usingabvumi kuti chinoitika kana kuti ndozvachiri.
Kutenda kubvumira mune chimwe chezvitendero zviri munyika. Kana ukatenda kuna Mwari unopiwa makomborero.
-vonga · -bvuma
Duramazwi
01 / 03tendafutu
Tendafutu rudzi rwematemisi matema ane pasi patete uye akakwirira zvokufukidza zviziso zvegumbo.
VerengaSwipe for the next word