Duramazwi · chiito
tendera
allow · permit
-bvumira-tendedza-davira-rambidza
Duramazwi · chiito
allow · permit
Kutendera kubvuma zvaunenge waudzwa kana kuwirirana nazvo.
Kutendera kubvuma zvaunenge waudzwa kana kuwirirana nazvo.
Kazhinji vakuru vaitendera munyaya yekurota hope.
Ndaiziva kuti vaisanditendera kupinda nekamera yangu saka ndakatoita yokuvigiridza kuti ndipinde nayo.
Kutendera kubvumidza zvimwe zvinhu kuti zviitike.
Handitenderi kuti mwana wangu amwe doro ari pachikoro.
Kana uchitendera muchiKristu unenge uri umwe wevanotevera shoko raMwari.
-bvumira · -tendedza · -davira
-rambidza
Duramazwi
01 / 03tenderano
consensus
VerengaSwipe for the next word