Duramazwi
tendeka
believable
Duramazwi
believable
Kutendeka kuve munhu anovimbwa naye.
Kutendeka kushandisa munwe kunanga chaunenge uchida kubaya kana kuti chaunoda kuti vanhu vaone.
Kutendeka kuve munhu anovimbwa naye.
Andrew: (Akatendeka mukadzi wake nemunwe) Zvako zvinotevedzwa here?
Munyai aitarisirwa kuti ave munhu akatendeka wekuti haasvike ashandura mashoko anoda kutaurwa aya.
Uyu munwe wechipiri tichibva pachimunwe chikobvukobvu, unoshandiswa pakutendeka.
Kutendeka kushandisa munwe kunanga chaunenge uchida kubaya kana kuti chaunoda kuti vanhu vaone.
Andrew: (Akatendeka mukadzi wake nemunwe) Zvako zvinotevedzwa here?
Munyai aitarisirwa kuti ave munhu akatendeka wekuti haasvike ashandura mashoko anoda kutaurwa aya.
Uyu munwe wechipiri tichibva pachimunwe chikobvukobvu, unoshandiswa pakutendeka.
-tonda · -nongedza
Duramazwi
01 / 03tendekeshe
Kuti tendekeshe kugara munhu achiratidza kugadzikana, usina hako kana basa rauri kuita.
VerengaSwipe for the next word