Duramazwi
Zvinoreva
Kuva nechokwadi.
1
Kuva nechokwadi.
Kana chinhu chichitendeseka chinenge chichionekwa kuti chine chokwadi mukati.
2
Kana uchitendeseka zvinoreva kuti vanhu vanogona kuvimba newe.
3
Kana chinhu chichitendeseka chinenge chichionekwa kuti chine chokwadi mukati.
Nyaya yaaudza mapurisa inotendeseka saka angangoregedzwa.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tendeudza
Kutendeudza kuita kuti chinhu chitarise kune rimwe divi.
VerengaSwipe for the next word