Kwaunobva/Duramazwi/T/tendeusa
Duramazwi
Mbizerere kufamba kunoita vanhu vechitendero mumatunhu akasiyana siyana vachiimba nziyo dzokuedza kutendeusa vanhu.
-tendeutsa
tendeutsa
Kutendeutsa munhu kana chimwe chinhu
tendezhere
Kuti tendezhere kuwira mumvura iwe usigadi.
tenene
Kuti tenene kugara usina hanya namagariro awakaita.
Swipe for the next word