KwaunobvaDuramazwiTtendeuka

Duramazwi

tendeuka

turnaround · turn

-tendeukira-pinduka

Zvinoreva

Kana uchitendeuka unenge uchitarisa kwawabva.

1

Kana uchitendeuka unenge uchitarisa kwawabva.

Mamoyo akange asisade kuvaona nekuti akange atendeuka.

Uchaona kuti nenyaya iyoyi yekuti mudhorobha hatizivane munhu anogona kungotendeuka ototanga kurasa mvura.

Paakanzwa gotsi rake kuti chakata, akabva atendeuka zvishoma zvishoma achibva atarisana nepfuti yakamunanga mumusoro.

2

Kana munhu akatendeuka anenge ashandura upenyu hwake, aregera zvakaipa zvaaisiita, otanga kunamata Mwari.

Zvakafanana

-tendeukira · -pinduka

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word