Duramazwi
Zvinoreva
Kutendeutsa munhu kana chimwe chinhu
1
Kutendeutsa munhu kana chimwe chinhu
Kana ukatendeutsa munhu unenge waita kuti ashandure mararamiro ake achitanga kunamata Mwari.
Mharidzo mashoko anotaurwa panonamatwa kana pamusangano. Mharidzo yafata yakatendeutsa vanhu vazhinji.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tendezhere
Kuti tendezhere kuwira mumvura iwe usigadi.
VerengaSwipe for the next word