KwaunobvaDuramazwiPpetuka

Duramazwi

petuka

-dzoka-kotoka

Zvinoreva

Kana uchipetuka unenge uchitendeuka uchienda kwaunenge wambobva.

Kana hembe iri pawaya ichipetuka inenge ichirohwa nemhepo zvichiita kuti itambe-tambe.

1

Kufukusuka kupetuka kana kudzokera muchifamba ne-pamambopfuura napo.

Kuti fukusu kupetuka kana kudzoka muchitevedza pamambofamba napo.

2

Zvakafanana

-dzoka · -kotoka

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

petura

Kupetura kukama vhudzi refu nenzira yokuti ritwasanuke.

Verenga

Swipe for the next word