Duramazwi
Zvinoreva
Kusanduka mamiriro kana maitiro.
Kusanduka mamiriro kana maitiro.
Kujadarika kupinduka-pinduka wakarara, pamusana pekurwadziwa kana kushaya hope.
Kupinduka-pinduka kwechinhu nenzira yekutaridza mberi.
Mararo kupinduka-pinduka kunoita munhu akarara, zvichikonzera kuti abve panzvimbo yaanga ambori pakutanga.
Kana chinhu chapinduka chinenge chasandurwa mativi acho, kuti panga pari pasi panoenda pamusoro, panga pari pamusoro poenda pasi.
Kana munhu akarara akapinduka anenge achinja divi rekutarisa.
Kudzoka.
Kana pfungwa dzomunhu dzikapinduka anenge ava namamwe mafungire akasiyana neaaimboita kare.
Kana munhu apinduka anenge asiya mararamiro aasimboita kare ava kurarama upenyu utsva ava kunamata Mwari.
Kana rwaivhi rwapinduka ruvara rwunenge rwasandura ruvara rwarwo.
Zvakafanana
-tendeuka
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pindukira
Kana nyaya ichinzi yapindukira munhu inenge yasvika pakurwadza muridzi wayo iye aimbofunga kuti zvicharwadza vamwe.
VerengaSwipe for the next word