KwaunobvaDuramazwiPpidigura

Duramazwi

pidigura

Zvinoreva

Kupidigura chinhu kuchiita kuti divi ranga richimbova pa-

1

Kupidigura chinhu kuchiita kuti divi ranga richimbova pa-

Kana uchivindinudza mukaka wakakora unenge uchiupidigura-pidigura kuti usangane.

Kubheura chinhu kuchipidigura kuti chirare nedivi. Chipo akabheura mota yebasa.

Kana uchidedemadza chinhu unege uchichipidigura, wochirarisa nomusana wacho.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pigaira

Kana munhu achipigaira anenge achifamba akatsamwa, achitsika pasi zvine mutsindo, kazhinji zvine kudada mukati.

Verenga

Swipe for the next word