Duramazwi
pidiguka
overturn
Duramazwi
overturn
Kana motokari yapidiguka, inenge yabheuka, yazorara nedivi kana kuti yadonha yakati mavhiri mudenga, denga pasi.
Kana motokari yapidiguka, inenge yabheuka, yazorara nedivi kana kuti yadonha yakati mavhiri mudenga, denga pasi.
Kuti sonhomo kuputsika, wobva waita zvokupidigu-ka-pidiguka.
Kuti shanya kupidiguka-pidiguka kwemunhu kana mhuka.
Mhidigari kumira nemusoro munhu achizopedzisira apidiguka atarisa rimwe divi.
Kana chinhu chapidiguka, chinenge chati kwanga kuchimbova kumusoro kunenge kwava pasi.
Duramazwi
01 / 03pidigura
Kupidigura chinhu kuchiita kuti divi ranga richimbova pa-
VerengaSwipe for the next word