Duramazwi · zita
Zvinoreva
Pindu idanda rine mhanda, rinoshandiswa pakutsigira zvivakwa panzvimbo dzakaita seberevere remba.
Kana uchiti pindu unenge uchichinja gwara rawanga uchifamba naro wotora rimwe.

Kuti pindu kuchinja pfungwa dzako maererano nezvawanga uchiita kana kuti zvawanga uchida kuita.

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pindudza
Kupindudza kudira zvinhu zvakaita mvura mumudziyo uchibvisa mune umwe.
VerengaSwipe for the next word