KwaunobvaDuramazwiPpindukira

Duramazwi

pindukira

Zvinoreva

Kana nyaya ichinzi yapindukira munhu inenge yasvika pakurwadza muridzi wayo iye aimbofunga kuti zvicharwadza vamwe.

1

Nyakuita makuhwa akapindukirwa nenyaya vanhu pavakaziva kuti anonyepa fani.

Kurera nherera mangwana anofuma okupindukira.

Kana nyaya ichinzi yapindukira munhu inenge yasvika pakurwadza muridzi wayo iye aimbofunga kuti zvicharwadza vamwe.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word