Duramazwi · zita
Zvinoreva
Pinga chipuka chakada kufanana nembeva asi chakati kurei, chinowanzofarira kugara muguru, chinodya matamba nechibage.
Kupinga munhu kumuisira gumbo kana rutanda pamberi zvekuti anobva adona.

Ndakamupinga ndare achibva ati biribidi muvhu.
Kana ukapiya ndare mumwe unenge wamuteya kwava kumupinga negumbo kuti awire pasi.
Kupinga munhu kumuisira gumbo kana rutanda pamberi zvekuti anobva adona.
Pinga chipuka chakada kufanana nembeva asi chakati kurei, chinowanzofarira kugara muguru, chinodya matamba nechibage.
Kana ukapiya ndare mumwe unenge wamuteya kwava kumupinga negumbo kuti awire pasi.
Kupinga munhu kumuisira gumbo kana rutanda pamberi zvekuti anobva adona.
Kupinga kuvhara nzira kuti mhuka kana vanhu vagobatwa munzira imomo nechamunenge mateyesa.
Kana zvichinzi munhu akapinga mumwe anenge amuisira mushonga unokuvadza, wobva wamutadzisa kuita chimwe chinhu.
Kupinga kuisa mushonga panzvimbo kuzvidzivirira kubva kumimwe mishonga yakashata yavavengi.
Zvakafanana
-piringisha · -tsvingira · -piya
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pinganidza
Kupinganidza kubatanidza zvinhu nenzira inoita kuti zvipindane-pindane, sezvinoita madzimai kana achiruka majuzi.
VerengaSwipe for the next word