Duramazwi
Zvinoreva
Kudarikidza.
1
Kudarikidza.
Motashungu rudzi rwemota diki, irnorwadza zvakapindiridza uye rinonoka kuibva.
Upengo ihasha dzinozvionesa nokupopota uye kuda kurwa zvakapindiridza.
Urwu rudzi rwemota diki inorwadza zvakapindiridza uye inonoka kuibva.
2
Kana munhu achinzi apindiridza anenge oramba achiita zvinhu zvisingaite nenzira yekuti anenge aregerwa achienderera asingatsiudzwe.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pindu
Pindu idanda rine mhanda, rinoshandiswa pakutsigira zvivakwa panzvimbo dzakaita seberevere remba.
VerengaSwipe for the next word