KwaunobvaDuramazwiPpindirana

Duramazwi

pindirana

Zvinoreva

Kufanana kana kuwirirana.

1

Kufanana kana kuwirirana.

Heuno muenzaniso wenyaya inopindirana netsumo yokuti Ndambakuudzwa akaonekwa nembonje pahuma.

2

Kupindirana kutenderana muzviito nemupfungwa maererano nezvinenge zvichiita vanhu vaviri kana vakawanda.

Kana vanhu vachipindirana munyika hakuiti hondo.

3

Kana vanhu vachipindirana vanenge vachinzwanana zvikuru,

zviya zvekutofambirana kudzimba.

4

Kana simbi mbiri dzichipindirana, dzinenge dzakafanana zvokuti dzinogona kushandiswa panzvimbo imwe chete.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word