KwaunobvaDuramazwiSshozhonoka

Duramazwi

shozhonoka

Zvinoreva

Kana uchishozhonoka unenge uchitarisa kwawabva.

1

Kana uchishozhonoka unenge uchitarisa kwawabva.

Kana uchishozhonoka unenge uchitarisa kwawabva.

Danhanha rudzi rweduwo rine divi rakashama nokumashure kwakaita mhudhusvu kwekuti kana hove ikapinda, haikwanisi kushozhonoka.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shozhowa

Shozhowa muchero usingadyiwi, muduku wakatenderera une mhodzi inosikwa senyimo.

Verenga

Swipe for the next word