Duramazwi
Zvinoreva
Kushozhonodza shozhonodza kurerekedza chinhu kumativi akasiyana-siyana.
1
Kushozhonodza shozhonodza kurerekedza chinhu kumativi akasiyana-siyana.
Ambuya vakashozhonodza shozhonodza hari kuitira kuti vanyatsoona usavi hwaiva muhari.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shozhonoka
Kana uchishozhonoka unenge uchitarisa kwawabva.
VerengaSwipe for the next word